Habhakuki 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti chiratidzo ichi chakamirira nguva yakatarwa; chinotaura nezvamagumo uye hachingarevi nhema. Kunyange dai chikanonoka, chimirire; zvirokwazvo chichauya, hachizononoki.

Habhakuki 2

Habhakuki 2:1-8