Habhakuki 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, hazvina kubva kuna Jehovha Wamasimba Ose here kuti vanhu vanoshandira zvinoparadzwa nomoto, uye kuti marudzi avanhu anongozvinetsa nezvisina maturo?

Habhakuki 2

Habhakuki 2:5-20