Habhakuki 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Meso enyu akachena zvokuti haangatarisi zvakaipa; hamungatenderi zvakaipa. Sei zvino muchitendera vanyengeri? Ko, munonyararirei kana vakaipa vachimedza vanovapfuura mukururama?

Habhakuki 1

Habhakuki 1:3-17