Habhakuki 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanozvidza madzimambo uye vanomhura vatongi. Vanoseka maguta ose akasimbiswa; vanovaka zvikomo zvevhu voatapa.

Habhakuki 1

Habhakuki 1:3-12