Genesisi 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi njiva haina kuwana nzvimbo yokumhara nokuti mvura yakanga iri pose pose; saka yakadzokera kuna Noa muareka. Iye akatambanudza ruoko rwake akadzorera njiva muareka maaiva.

Genesisi 8

Genesisi 8:6-12