Genesisi 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mvura yakaserera zvishoma nezvishoma kubva panyika. Pakupera kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yakanga yadzika,

Genesisi 8

Genesisi 8:1-9