Genesisi 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Budisa mhando dzose dzezvisikwa zvipenyu zvaunazvo, shiri, mhuka nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, kuitira kuti zvibereke uye zvive zvizhinji pamusoro payo.”

Genesisi 8

Genesisi 8:11-18