Genesisi 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Njiva yakati yadzokera kwaari panguva yamanheru, onei heyo mumuromo mayo yakaruma shizha nyoro rakatanhwa pamuorivhi! Ipapo Noa akaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.

Genesisi 8

Genesisi 8:3-14