Genesisi 7:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Zviviri zviviri zvemhuka dzakanaka nedzisina kunaka, zviviri zviviri zveshiri nezvezvisikwa zvose zvinokambaira panyika,

9. mukono nehadzi, zvakauya kuna Noa ndokupinda muareka, sezvakanga zvarayirwa naMwari kuna Noa.

10. Uye shure kwamazuva manomwe mvura yamafashamu yakasvika panyika.

Genesisi 7