Genesisi 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva manomwe kubva zvino ndichanayisa mvura panyika kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana, uye ndichabvisa pamusoro penyika zvisikwa zvipenyu zvose zvandakaita.”

Genesisi 7

Genesisi 7:3-9