Genesisi 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu zvose zvipenyu zvaiva pamusoro penyika zvakaparadzwa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira panyika neshiri dzedenga zvakaparadzwa kubva panyika. Noa bedzi ndiye akasiyiwa navaya vaiva naye muareka.

Genesisi 7

Genesisi 7:21-24