Genesisi 6:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviviri zviviri kubva kumhando dzose dzeshiri, nokubva kumhando dzose dzemhuka nokuzvisikwa zvose zvinokambaira panyika, zvichauya kwauri kuti zvichengetwe zviri zvipenyu.

Genesisi 6

Genesisi 6:15-22