Genesisi 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uku ndiko kuvaka kwaunofanira kuiita: Areka inofanira kureba makubhiti mazana matatua, upamhi hwayo huve makubhiti makumi mashanub uye makubhiti makumi matatuc pakukwirira kwayo.

Genesisi 6

Genesisi 6:6-22