Genesisi 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Mwari akati kuna Noa, “Ndava kuzoisa magumo kuvanhu vose, nokuti nyika yazara nokurwisana nokuda kwavo. Zvirokwazvo ndiri kuzovaparadza vose pamwe chete nenyika.

Genesisi 6

Genesisi 6:12-22