Genesisi 50:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Baba vangu vakaita kuti ndipike mhiko uye vakati, “Ini ndava kufa; mundivige muguva randakazvicherera munyika yeKenani.” Zvino regai hangu ndikwire ndinoviga baba vangu; ipapo ndigozodzoka hangu.’ ”

Genesisi 50

Genesisi 50:1-6