Genesisi 50:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakapedza mazuva makumi mana azere, nokuti ndiyo yakanga iri nguva yaidikanwa yokusasika. Uye vaIjipiti vakamuchema kwamazuva makumi manomwe.

Genesisi 50

Genesisi 50:1-13