Genesisi 50:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi makafunga kundiitira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuita zvakanaka kuti apedzise zviri kuitwa iye zvino, iko kuponeswa kwemweya mizhinji.

Genesisi 50

Genesisi 50:10-21