Genesisi 50:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madzikoma aJosefa akati aona kuti baba vavo vakanga vafa, vakati, “Zvimwe Josefa angadaro achiri kutivenga uye akatitsiva pane zvakaipa zvose zvatakaita kwaari?”

Genesisi 50

Genesisi 50:11-17