Genesisi 50:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakamutakura vakaenda naye kunyika yeKenani uye vakamuviga mubako mumunda weMakapera, pedyo neMamure, rakatengwa naAbhurahama senzvimbo yokuviga kubva kuna Efuroni muHiti, pamwe chete nomunda wacho.

Genesisi 50

Genesisi 50:7-17