Genesisi 5:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Pamwe chete, Rameki akararama kwamakore mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, uye ipapo akafa.

32. Mushure mokunge Noa ava namakore okuberekwa mazana mashanu, akabereka Shemu, Hamu naJafeti.

Genesisi 5