Genesisi 5:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokuberekwa kwaNoa, Rameki akararama kwamakore mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.

Genesisi 5

Genesisi 5:20-32