Genesisi 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye mushure mokubereka kwake Jaredhi, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.

Genesisi 5

Genesisi 5:14-17