Genesisi 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye mushure mokubereka kwake Maharareri, Kenani akagara kwamakore mazana masere namakumi mana uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.

Genesisi 5

Genesisi 5:7-21