Genesisi 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye shure kwokubereka kwake Kenani, Enoshi akararama kwamakore mazana masere ane gumi namashanu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.

Genesisi 5

Genesisi 5:5-19