Genesisi 49:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akati apedza kurayira vanakomana vake, akadzora tsoka dzake mumubhedha, akabudisa mweya wake uye akasanganiswa navanhu vokwake.

Genesisi 49

Genesisi 49:24-33