Genesisi 49:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndipo pakavigwa Abhurahama nomukadzi wake Sara, ndipozve pakavigwa Isaka nomukadzi wake Rabheka, uye Rea akavigwa ipapo.

Genesisi 49

Genesisi 49:25-33