Genesisi 48:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakanga ndichibva kuPadhani, ndakasuwa nokuti Rakeri akafira munyika yeKenani patakanga tichiri munzira, nhambwe pfupi kubva kuEfurati. Saka ndakamuviga ipapo parutivi rwomugwagwa unoenda kuEfurati” (ndiro Bheterehema).

Genesisi 48

Genesisi 48:5-10