Genesisi 48:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi baba vakaramba vakati, “Ndinozviziva, mwana wangu, ndinozviziva. Naiyewo achava rudzi, uye naiyewo achava mukuru. Kunyange zvakadaro hazvo muduku achava mukuru kupfuura iye, uye zvizvarwa zvake zvichava boka rendudzi zhinji.”

Genesisi 48

Genesisi 48:12-22