Genesisi 48:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino meso aIsraeri akanga aneta nokuda kwokukwegura, uye akanga asisagoni kuona zvakanaka. Saka Josefa akauya navanakomana vake pedyo naye, baba vake vakavatsvoda uye vakavambundikira.

Genesisi 48

Genesisi 48:6-20