Genesisi 48:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa kuti, “Baba vako vanorwara.” Saka akatora vanakomana vake vaviri Manase naEfuremu pamwe chete naye.

Genesisi 48

Genesisi 48:1-3