Genesisi 47:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatizve kwaari, “Tauya kuzogara kuno kwechinguva, nokuti nzara yakanyanya muKenani uye zvipfuwo zvavaranda venyu hazvisisina mafuro. Saka zvino, tapota regai varanda venyu vagare muGosheni.”

Genesisi 47

Genesisi 47:1-5