Genesisi 47:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Josefa akasimbisa izvi somurayiro pamusoro penyika muIjipiti, murayiro uyu uchiri kushanda nanhasi, kuti cheshanu chezvibereko ndechaFaro. Nyika yavaprista bedzi ndiyo yakanga isiri yaFaro.

Genesisi 47

Genesisi 47:22-31