Genesisi 46:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho akabva paBheerishebha, uye vanakomana vaIsraeri vakatora baba vavo Jakobho navana vavo navakadzi vavo vakavakwidza mungoro dzakanga dzatumirwa naFaro kuti dzivatakure.

Genesisi 46

Genesisi 46:1-10