Genesisi 46:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Josefa akati kuhama dzake nokune veimba yababa vake, “Ini ndichaenda kuti ndinotaura naFaro uye ndichandoti kwaari, ‘Madzikoma angu neveimba yababa vangu, vakanga vachigara kunyika yeKenani, vauya kwandiri.

Genesisi 46

Genesisi 46:24-33