Genesisi 46:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akaita kuti ngoro yake igadzirirwe uye akaenda kuGosheni kundosangana nababa vake Israeri. Josefa paakangosvika pamberi pavo, akambundikira baba vake uye akachema kwenguva refu.

Genesisi 46

Genesisi 46:28-30