Genesisi 46:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vanakomana vakaberekerwa Jakobho naBhiriha, uya akapiwa naRabhani kuna Rakeri mwanasikana wake, vanomwe pamwe chete.

Genesisi 46

Genesisi 46:15-28