Genesisi 46:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuIjipiti, Manase naEfuremu vakaberekerwa Josefa naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista weOni.

Genesisi 46

Genesisi 46:19-26