Genesisi 46:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vana vakaberekerwa Jakobho naZiripa, uyo akanga apiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake, gumi navatanhatu pamwe chete.

Genesisi 46

Genesisi 46:8-24