Genesisi 46:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vanakomana vakaberekerwa Jakobho naRea muPadhani Aramu, kunze kwaDhaina mwanasikana wake. Vanakomana navanasikana vake ava vakanga vari makumi matatu navatatu pamwe chete.

Genesisi 46

Genesisi 46:8-23