Genesisi 46:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaJudha vaiva: Eri, Onani, Shera, Perezi naZera (asi Eri naOnani vakanga vafira munyika yeKenani). Vanakomana vaPerezi: Hezironi naHamuri.

Genesisi 46

Genesisi 46:5-20