Genesisi 46:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Israeri akasimuka nezvose zvakanga zviri zvake, uye akati asvika kuBheerishebha, akapa zvibayiro kuna Mwari wababa vake Isaka.

Genesisi 46

Genesisi 46:1-6