Genesisi 45:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akati kuhama dzake, “Ndini Josefa! Ko, baba vangu vachiri vapenyu here?” Asi hama dzake hadzina kugona kumupindura, nokuti vakanga vachitya pamberi pake.

Genesisi 45

Genesisi 45:1-12