Genesisi 45:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pavakavaudza zvose zvakanga zvarehwa naJosefa kwavari, uye paakaona ngoro dzakanga dzatumirwa kwavari naJosefa kuti dzizovatakura, mweya wababa wavo Jakobho wakamutsiridzwa.

Genesisi 45

Genesisi 45:21-28