Genesisi 45:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapa mumwe nomumwe wavo nguo itsva, asi akapa Bhenjamini mazana matatu amashekeria esirivha nenguo shanu dzokupfeka.

Genesisi 45

Genesisi 45:12-28