Genesisi 45:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akawira pamutsipa womunun'una wake Bhenjamini uye akachema, uye Bhenjamini akamumbundikirawo achichema.

Genesisi 45

Genesisi 45:10-24