Genesisi 45:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Josefa akanga asisagoni kuzvidzora pamberi pavashandiri vake vose, uye akadanidzira akati, “Munhu wose ngaabve pamberi pangu!” Saka pakanga pasisina mumwe munhu pana Josefa paakazvizivisa kuhama dzake.

Genesisi 45

Genesisi 45:1-7