Genesisi 44:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takadzoka kwamuri kubva kunyika yeKenani kunyange nemari yatakawana mumiromo yamasaga edu. Saka taizobireiko sirivha kana goridhe mumba matenzi wenyu?

Genesisi 44

Genesisi 44:2-17