Genesisi 44:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka zvino, kana mukomana akasava nesu pandinodzokera kumuranda wenyu, baba vangu, uye kana baba vangu, avo vakasunganidza upenyu hwavo kuupenyu hwomukomana,

Genesisi 44

Genesisi 44:24-31