Genesisi 44:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Judha akaenda kwaari akati, “Ndapota, ishe wangu, regai muranda wenyu ataure shoko rimwe kuna she wangu. Regai kutsamwira muranda wenyu, kunyange hazvo makaenzana naFaro pachake.

Genesisi 44

Genesisi 44:14-28