Genesisi 43:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Judha akati kuna Israeri baba vake, “Tumai mukomana pamwe chete neni tibve taenda izvozvi, kuitira kuti isu nemi navana vedu tirarame uye tirege kufa.

Genesisi 43

Genesisi 43:1-15